RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Mazano kuvanhu vasina kuroora kana kuroorwa uye vakaroorana (1-16)

      • Ramba uri sezvawakanga uri pawakadanwa (17-24)

      • Vasina kuroora kana kuroorwa uye chirikadzi (25-40)

        • Zvakanakira kugara munhu asina kuroora kana kuroorwa (32-35)

        • Kuroorana “munaShe chete” (39)

1 VaKorinde 7:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, kurara naye.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 pp. 10-11 ndim. 4-5

    Kunetswa Mune Zvevatano—Nzira Yokuzvidzivirira Nayo Umene

    g96 6/8 p. 7

1 VaKorinde 7:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:18, 19
  • +Ge 2:24; VaH 13:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kana Roorano Yava Kudokupunzika

    fy chits. 13 ndim. 10

1 VaKorinde 7:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 21:10; 1VaK 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 p. 17 ndim. 20

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 16 ndim. 7

    Kana Roorano Yava Kudokupunzika

    fy chits. 13 ndim. 11

1 VaKorinde 7:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 16 ndim. 6

1 VaKorinde 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvekutsanya?

    ijwbq nyaya 139 ndim. 12-13

    Itai Kuti Jehovha Asimbise Imba Yenyu Uye Aichengete

    w15 1/15 p. 27 ndim. 18

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 p. 17 ndim. 20

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 16 ndim. 7

    Kana Roorano Yava Kudokupunzika

    fy chits. 13 ndim. 12

1 VaKorinde 7:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 19:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 p. 11 ndim. 9

1 VaKorinde 7:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:39, 40; 9:5

1 VaKorinde 7:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:4, 5; 1Ti 5:11, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rucheno Rwetsika Ndirwo Runako Rwepwere

    w89 11/1 p. 13 ndim. 14

1 VaKorinde 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:32; 19:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

    w18.12 pp. 13-14 ndim. 14-15

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w00 12/15 p. 28

1 VaKorinde 7:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 10:11; Ru 16:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

    w18.12 pp. 13-14 ndim. 14-15

    Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare

    w12 5/15 p. 11 ndim. 13-15

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w00 12/15 p. 28

1 VaKorinde 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:25, 40

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuroorana

    rs p. 146

    Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri

    w96 10/15 pp. 21-22 ndim. 8-9

1 VaKorinde 7:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”

    w18.12 p. 14 ndim. 16-18

1 VaKorinde 7:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvamungaita Kuti Wanano yechiKristu Ibudirire

    w16.08 p. 16 ndim. 14

    Vechiduku, Sarudzai Kushumira Jehovha

    w06 7/1 pp. 26-28

    Huitirei Hanya Vamwe Vanhu?

    tp chits. 15 ndim. 25

1 VaKorinde 7:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuparadzana naye.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvamungaita Kuti Wanano yechiKristu Ibudirire

    w16.08 p. 16 ndim. 16

    Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare

    w12 5/15 p. 11 ndim. 17

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w00 12/15 p. 28

1 VaKorinde 7:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 3:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anouya Pakutanga Mumhuri Yenyu Here?

    w95 10/1 pp. 9-11 ndim. 10-12

    Usaregeredza Mukwanyina Wako!

    w90 8/15 p. 23

1 VaKorinde 7:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:7

1 VaKorinde 7:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 21:20
  • +Mab 10:45; 15:1, 24; VaG 5:2

1 VaKorinde 7:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 6:15; VaK 3:11
  • +Mup 12:13; Jer 7:23; VaR 2:25; VaG 5:6; 1Jo 5:3

1 VaKorinde 7:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:17

1 VaKorinde 7:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:28

1 VaKorinde 7:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:36; Fir 15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1961

1 VaKorinde 7:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 6:19, 20; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19

1 VaKorinde 7:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:12, 40

1 VaKorinde 7:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 p. 11 ndim. 6

1 VaKorinde 7:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mar 2:16; Mt 19:6; VaE 5:33

1 VaKorinde 7:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvewanano?

    ijwbq nyaya 184

    Rega Kufunga Nezvako Kupfuura Zvaunofanira Kuita

    w20.07 p. 3 ndim. 3-4

    Jehovha Anotinyaradza Pakutambudzika Kwedu Kwose

    w17.06 pp. 4-6 ndim. 1-9

    Vakai Imba Yakasimba Uye Inogara Ichifara

    w15 1/15 pp. 18-19 ndim. 2-4

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 pp. 15-16 ndim. 14-15

    Kuva Nemba Nokuva Mubereki Munguva Ino Yomugumo

    w08 4/15 p. 20

    Usaparadzanisa Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari

    w07 5/1 p. 19 ndim. 2

    “Fara Nomudzimai Wouduku Hwako”

    w06 9/15 p. 28

    Chii Chinodiwa Kuti Kuroorana Kubudirire?

    w99 2/15 p. 4

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 19

    Kusaroora Munguva Dzakaoma Dzezvemari

    w95 6/15 p. 30

    Kubereka Vana Pakati Pavanhu vaMwari

    w88 3/1 p. 20 ndim. 11

1 VaKorinde 7:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:11; 1Pe 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvamungaita Kuti Wanano yechiKristu Ibudirire

    w16.08 p. 17 ndim. 17

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 10

    Unogona Kuramba Wakachena Munyika ine Unzenza

    w00 7/15 p. 31

    “Zvinhu Zvose Zvine Nguva Yakatarwa”

    w99 10/1 p. 9 ndim. 20

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 19 ndim. 19

    Mufarwa Wechokwadi Mukubatira Jehovha

    w92 5/15 pp. 19-20

    Kubereka Vana Pakati Pavanhu vaMwari

    w88 3/1 pp. 20-21

1 VaKorinde 7:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvamungaita Kuti Wanano yechiKristu Ibudirire

    w16.08 p. 17 ndim. 17

    Shumira Jehovha Usingatsauswi

    w15 10/15 p. 20 ndim. 7-8

    “Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa

    w11 11/15 p. 19 ndim. 10-11

    Jehovha Ndiye Changamire Ishe Wedu!

    w10 11/15 p. 24 ndim. 1

    Vakaita Kuti Upenyu Hwavo Huve Nechinangwa Ungadarowo Here?

    w08 1/15 pp. 17-19

    Kutsvaka Chinangwa Choupenyu Chinogutsa

    w07 10/1 p. 19

    “Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja”

    w04 2/1 pp. 18-19

    Nzira Yokuona Nayo Basa Zvakanaka

    w03 2/1 p. 6

    Kukunda Nomufaro Munyika Inomhanya-mhanya

    g01 2/8 p. 23

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 19 ndim. 19

1 VaKorinde 7:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 1-7

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 pp. 12-14

1 VaKorinde 7:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 1-7

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 1

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 16 ndim. 8

1 VaKorinde 7:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 27 ndim. 1

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 pp. 16-17

    Asina Kuroora Asi Akakwana Nokuda Kwebasa raMwari

    w87 11/15 pp. 12-13

1 VaKorinde 7:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “ndikusungei nechishwe.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 pp. 12-14

    Kusaroora Munguva Dzakaoma Dzezvemari

    w95 6/15 pp. 29-30

    Mufarwa Wechokwadi Mukubatira Jehovha

    w92 5/15 p. 18 ndim. 14-15

1 VaKorinde 7:36

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuramba aine umhandara hwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 19:12; 1VaK 7:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 4

    Unogona Kuramba Wakachena Munyika ine Unzenza

    w00 7/15 p. 31

    Chii Chinodiwa Kuti Kuroorana Kubudirire?

    w99 2/15 pp. 5-6

    Kusaroora—Suo Kumubato Usina Kutsauswa

    w96 10/15 p. 14 ndim. 21

    Kugadzirira Nokuda Kweroorano Inobudirira

    fy chits. 2 ndim. 6

    Neiko Kwakaoma Zvikuru Kurega Kufunga Pamusoro Peane Mutezo Wakasiyana Wokubereka Nawo?

    g94 8/8 pp. 22-23

    Roorano Ndicho Chinokosha Bedzi Kumufarwa Here?

    w92 5/15 p. 14 ndim. 18

    Ndagadzirira Kuronga Misi Yokuvhakacha Here?

    yp-CA chits. 29

    Asina Kuroora Asi Akakwana Nokuda Kwebasa raMwari

    w87 11/15 pp. 13-14 ndim. 15-16

1 VaKorinde 7:37

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ari mhandara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 19:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 p. 17 ndim. 21

    Asina Kuroora Asi Akakwana Nokuda Kwebasa raMwari

    w87 11/15 pp. 13-14 ndim. 15-18

1 VaKorinde 7:38

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anopa umhandara hwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 1-7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w12 11/15 p. 20

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 p. 17 ndim. 21

    Kusaroora Munguva Dzakaoma Dzezvemari

    w95 6/15 pp. 29-30

    Mufarwa Wechokwadi Mukubatira Jehovha

    w92 5/15 p. 18 ndim. 14

    Asina Kuroora Asi Akakwana Nokuda Kwebasa raMwari

    w87 11/15 pp. 10-15

1 VaKorinde 7:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 7:2
  • +Ge 24:2, 3; Dhe 7:3, 4; Ne 13:25, 26; 2VaK 6:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Sarudza Wekuroorana Naye Nekuchenjera

    mwb22.09 p. 4

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 5

    Wanano Chipo Chinobva Kuna Mwari

    lvs chits. 10 ndim. 9-10

    Murume Nomukadzi Vanokwanisa Kuva Nerudo Rwusingaperi Here?

    w15 1/15 pp. 31-32 ndim. 12-14

    Murayiro Wokuroorana “munaShe Chete” Uchiri Kushanda Here?

    w15 3/15 pp. 30-32

    Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

    w11 10/15 p. 15 ndim. 11-12

    Wanai Mufaro Mumba Menyu

    w08 3/15 p. 8

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 7/1 pp. 30-31

    Nhungamiro yaMwari Pakusarudza Wokuroorana Naye

    w01 5/15 pp. 20-21

    Unoyeuka Here?

    w01 8/15 p. 30

    Kubatana Pachitendero Kwevakaroorana—Nei Kuchikosha

    g99 8/8 pp. 14-16

    Masarudzire Aungaita Wekuroorana Naye

    g99 10/8 p. 19

    Zvakadini Kana Vabereki Vangu Vachishora Roorano Yangu?

    g98 2/8 p. 30

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 18

    Vabetserei Kusarudza Mukwanyina Nomutoo Wokuchenjera

    g92 7/8 p. 30

    Kukwanisa Utsvene Mukutya Mwari

    w89 6/1 p. 13 ndim. 17

    Teererai Avo Vanotungamirira

    w89 9/15 p. 24 ndim. 17

    Musazvisunga Mumene Pajoko Navasingatendi

    w89 11/1 pp. 18-22

1 VaKorinde 7:40

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akafuridzira Sei Bhaibheri?

    w97 6/15 p. 6

    Kusaroora—Nzira Inotusa Youpenyu

    w87 11/15 pp. 15-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 7:2Zvi 5:18, 19
1 VaK. 7:2Ge 2:24; VaH 13:4
1 VaK. 7:3Eks 21:10; 1VaK 7:5
1 VaK. 7:7Mt 19:10, 11
1 VaK. 7:81VaK 7:39, 40; 9:5
1 VaK. 7:91VaT 4:4, 5; 1Ti 5:11, 14
1 VaK. 7:10Mt 5:32; 19:6
1 VaK. 7:11Mk 10:11; Ru 16:18
1 VaK. 7:121VaK 7:25, 40
1 VaK. 7:15VaH 12:14
1 VaK. 7:161Pe 3:1, 2
1 VaK. 7:171VaK 7:7
1 VaK. 7:18Mab 21:20
1 VaK. 7:18Mab 10:45; 15:1, 24; VaG 5:2
1 VaK. 7:19VaG 6:15; VaK 3:11
1 VaK. 7:19Mup 12:13; Jer 7:23; VaR 2:25; VaG 5:6; 1Jo 5:3
1 VaK. 7:201VaK 7:17
1 VaK. 7:21VaG 3:28
1 VaK. 7:22Joh 8:36; Fir 15, 16
1 VaK. 7:231VaK 6:19, 20; VaH 9:12; 1Pe 1:18, 19
1 VaK. 7:251VaK 7:12, 40
1 VaK. 7:27Mar 2:16; Mt 19:6; VaE 5:33
1 VaK. 7:29VaR 13:11; 1Pe 4:7
1 VaK. 7:331Ti 5:8
1 VaK. 7:341Ti 5:5
1 VaK. 7:36Mt 19:12; 1VaK 7:28
1 VaK. 7:37Mt 19:10, 11
1 VaK. 7:381VaK 7:32
1 VaK. 7:39VaR 7:2
1 VaK. 7:39Ge 24:2, 3; Dhe 7:3, 4; Ne 13:25, 26; 2VaK 6:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 7:1-40

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

7 Panyaya dzamakanyora nezvadzo, zviri nani kuti murume arege kubata* mukadzi; 2 asi nekupararira kwaita upombwe,* murume mumwe nemumwe ngaave nemudzimai wake+ uye mukadzi mumwe nemumwe ngaave nemurume wake.+ 3 Murume ngaape mudzimai wake zvaanofanira kumupa, uye mudzimai ngaaitirewo murume wake saizvozvo.+ 4 Mudzimai haana simba pamuviri wake, asi murume wake anaro; murumewo haana simba pamuviri wake, asi mudzimai wake anaro. 5 Musanyimana, kunze kwekunge mabvumirana kwenguva yamunenge masarudza, kuti muve nenguva yekunyengetera mozosangana zvakare, kuti Satani arege kuramba achikuedzai nekuda kwekusazvidzora kwenyu. 6 Asi ndiri kutaura izvi ndichikupai mvumo, kwete kuti ndiri kugadza mutemo. 7 Asi ndinoti dai vanhu vese vari sezvandiri. Kunyange zvakadaro, mumwe nemumwe ane chipo chake+ chinobva kuna Mwari, mumwe ane ichi, mumwe ane icho.

8 Saka ndinoti kuvaya vasina kuroora kana kuroorwa nekuchirikadzi, zviri nani kuti varambe vakaita sezvandiri.+ 9 Asi kana vasingagoni kuzvidzora, ngavaroore kana kuroorwa, nekuti zviri nani kuroora kana kuroorwa pane kutsva.+

10 Vanhu vakaroora kana kuroorwa ndinovarayira, kwete ini asi Ishe, kuti mudzimai haafaniri kuparadzana nemurume wake.+ 11 Asi zvikaitika kuti aparadzana naye, ngaarambe asina kuroorwa kana kuti angatodzokerana nemurume wake; uye murume haafaniri kusiya mudzimai wake.+

12 Asi kune vamwe ini ndinoti, (ini, kwete Ishe):+ Kana hama iine mudzimai asingatendi uye mudzimai wacho achida hake kugara nayo, ngairege kumusiya; 13 uye kana mukadzi aine murume asingatendi uye murume wacho achida hake kugara naye, ngaarege kusiya murume wake. 14 Nekuti murume asingatendi anoitwa kuti ave mutsvene nemudzimai wake, uye mudzimai asingatendi anoitwa kuti ave mutsvene nehama yacho; dai zvisina kudaro, vana venyu vangadai vasina kuchena, asi zvino vatsvene. 15 Asi kana asingatendi akasarudza kuenda,* ngaaende hake; pakadaro hama kana hanzvadzi inenge isina kusungwa. Mwari akakudanirai rugare.+ 16 Nekuti, iwe mudzimai, unoziva sei kana uchaponesa murume wako?+ Kana kuti, iwe murume, unoziva sei kana uchaponesa mudzimai wako?

17 Kunyange zvakadaro, sekupiwa kwakaitwa mumwe nemumwe mugove wake naJehovha,* mumwe nemumwe ngaafambe sekudanwa kwaakaitwa naMwari.+ Saka ndiri kupa mirayiro iyi kuungano dzese. 18 Pane munhu akadanwa akachecheudzwa here?+ Ngaarambe akadaro. Pane munhu akadanwa asina kuchecheudzwa here? Ngaarege kuchecheudzwa.+ 19 Kuchecheudzwa hakuna zvakunoreva, uye kusachecheudzwa hakuna zvakunoreva;+ kuchengeta mirayiro yaMwari ndiko kune basa.+ 20 Mumwe nemumwe ngaarambe ari sezvaakadanwa ari.+ 21 Wakadanwa uri muranda here? Usazvinetsa nezvazvo;+ asi kana uchigona kusununguka, shandisa mukana wacho. 22 Nekuti wese akadanwa munaShe ari muranda, munhu waShe akasunungurwa;+ uyewo munhu wese akadanwa ari munhu akasununguka, muranda waKristu. 23 Makatengwa nemutengo;+ regai kuva varanda vevanhu. 24 Hama, mumwe nemumwe ngaarambe ari sezvaakadanwa ari pamberi paMwari.

25 Pamusoro pevasati vamboroora kana kuroorwa, handina murayiro unobva kunaShe, asi ndinotaura zvandinofunga+ semunhu akanzwirwa tsitsi naShe kuti ave akatendeka. 26 Saka ndinofunga kuti, nedambudziko riripo iye zvino, zvakanaka kuti munhu arambe ari sezvaari. 27 Wakasunganidzwa nemudzimai here? Rega kutsvaga kusunungurwa.+ Wakasunungurwa kumudzimai here? Rega kutsvaga mudzimai. 28 Asi kunyange kana ukaroora kana kuroorwa, unenge usina kutadza. Uye kana munhu asati amboroora kana kuroorwa, akaroora kana kuroorwa, anenge asina kutadza. Asi vanoita izvozvo vachava nedambudziko munyama yavo. Zvino ini ndiri kuedza kukudzivirirai.

29 Zvakare, ndinotaura izvi, hama, kuti pasara nguva shomanana.+ Kubvira iye zvino, vaya vane madzimai ngavave sevasina, 30 nevaya vanochema vave sevasingachemi, nevaya vanofara vave sevasingafari, nevaya vanotenga vaite sevasina chinhu, 31 nevaya vari kushandisa nyika vaite sevasiri kuishandisa zvizere; nekuti zviri kuitika munyika zviri kuchinja. 32 Zvandinoda ndezvekuti musazvidya mwoyo. Murume asina kuroora anozvidya mwoyo nezvinhu zvaShe, kuti angaita sei kuti afadze Ishe. 33 Asi murume akaroora anozvidya mwoyo nezvinhu zvenyika,+ kuti angaita sei kuti afadze mudzimai wake, 34 uye pfungwa dzake hadzisi pachinhu chimwe chete. Uyezve, mukadzi asina kuroorwa, uye mhandara, vanozvidya mwoyo nezvinhu zvaShe,+ kuti vave vatsvene mumuviri nemumweya. Asi mukadzi akaroorwa anozvidya mwoyo nezvinhu zvenyika, kuti angaita sei kuti afadze murume wake. 35 Asi ndiri kutaura izvi kuti zvikunakirei, kwete kuti ndikuomeserei,* asi kuti ndikukurudzirei kuita zvakakodzera uye kuti murambe muchizvipira kunaShe pasina chinokukanganisai.

36 Asi kana munhu achifunga kuti kuramba asina kuroora kana kuroorwa* hakuna kunaka, iye apfuura makore ekuyaruka, izvi ndizvo zvinofanira kuitika: Muregei aite zvaanoda; hapana chaanenge atadza. Regai varoore kana kuroorwa.+ 37 Asi kana munhu akagadzikana mumwoyo make uye asingamanikidzwi, asi aine simba rekuita zvaanoda uye asarudza mumwoyo make kugara asina kuroora kana kuroorwa,* achaita zvakanaka.+ 38 Saka uya anoroorawo* achaita zvakanaka, asi uya asingaroori achatoita zvakanaka kupfuura ipapo.+

39 Mudzimai akasungwa kana murume wake achiri mupenyu.+ Asi kana murume wake arara murufu, iye asununguka kuroorwa newaanoda, munaShe chete.+ 40 Asi maonero angu ndeekuti anofara kana akaramba ari sezvaari; uye ndine chokwadi kuti ndiri kutungamirirwa nemweya waMwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe