RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “Usazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, kana mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chiri kumatenga kumusoro, kana chiri panyika pasi, kana chiri mumvura pasi penyika.+

  • Revhitiko 26:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe tsvene, musamisa dombo rine mifananidzo+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

  • Pisarema 96:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+

      Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+

  • Habhakuki 2:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Mufananidzo wakavezwa wave uchibatsirei,+ iwo zvawakavezwa nomugadziri wawo, mufananidzo wakagadzirwa nesimbi yakanyungudutswa, uye murayiridzi wenhema?+ mugadziri wawo zvaakavimba nawo,+ zvokuti akagadzira vanamwari vasina zvavanobatsira vasingatauri?+

  • 1 VaKorinde 10:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, vadiwa vangu, tizai+ kunamata zvidhori.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe