RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Zvapupu zviviri (1-13)

        • Kuprofita kwemazuva 1 260 zvakapfeka masaga (3)

        • Zvinourayiwa zvorega kuvigwa (7-10)

        • Zvinova zvipenyu pashure pemazuva matatu nehafu (11, 12)

      • Dambudziko rechipiri rapfuura, rechitatu riri kuuya (14)

      • Bhosvo rechinomwe (15-19)

        • “Umambo hwaShe wedu nehwaKristu wake” (15)

        • Vari kuparadza nyika vachaparadzwa (18)

Zvakazarurwa 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “setsvimbo yekuyeresa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1970

    B14-A Zvekutengeserana

    nwt p. 2049

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 pp. 28-30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 1-6

Zvakazarurwa 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 21:2
  • +Zva 13:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 pp. 28-30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

Zvakazarurwa 11:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

    mwb19.12 p. 3

    “Mapfupa Akaoma” Uye ‘Zvapupu Zviviri’—Zvakafanana Uye Zvakasiyana Papi?

    rr p. 118

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 pp. 28-30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 10-13

    Kuziva Vanonamata Zvechokwadi Munguva Yokupedzisira

    dp chits. 17 ndim. 18

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w94 8/1 p. 31

    Mazuva Ouporofita hwaDhanieri Nokutenda Kwedu

    w93 11/1 pp. 9-10

Zvakazarurwa 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zek 4:3, 11
  • +Zek 4:12; Mt 5:14
  • +Zek 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 p. 30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 10-14

Zvakazarurwa 11:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 p. 30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 15-17

    Apo Jesu Anouya Mumbiri yoUmambo

    w97 5/15 p. 12 ndim. 11

Zvakazarurwa 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 4:25
  • +1Mad 17:1; Jak 5:17
  • +Eks 7:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 p. 30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 15-18

    “Bhabhironi Guru Rawa!”

    re chits. 30

    Apo Jesu Anouya Mumbiri yoUmambo

    w97 5/15 p. 12 ndim. 11

Zvakazarurwa 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:17; 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mambo Wekuchamhembe” Munguva Yekuguma

    w20.05 p. 6 ndim. 12

    ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

    mwb19.12 p. 3

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 p. 30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

Zvakazarurwa 11:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

Zvakazarurwa 11:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

    mwb19.12 p. 3

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 pp. 28-30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

Zvakazarurwa 11:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 p. 30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

Zvakazarurwa 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 37:5, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu

    mwb19.12 p. 3

    “Mapfupa Akaoma” Uye ‘Zvapupu Zviviri’—Zvakafanana Uye Zvakasiyana Papi?

    rr p. 118

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w14 11/15 pp. 28-30

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25

    Zivisai Mambo Noumambo! (1919-1941)

    jv chits. 7

Zvakazarurwa 11:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vainge vakatarisa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 23-25

    Kuimba Rwiyo Rutsva Rworukundo

    re chits. 29 ndim. 4

Zvakazarurwa 11:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 25-28

Zvakazarurwa 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shoko Rinonaka Nerinovava

    re chits. 24 ndim. 13-14

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 29

Zvakazarurwa 11:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Panoita separi kureva Mwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:6
  • +1Mak 29:11; Pis 22:28; Dha 4:17, 34; Zva 12:10
  • +Pis 2:6; Dha 7:13, 14; Ru 1:32, 33; 22:28, 29; 2Pe 1:11
  • +Pis 145:13; Dha 2:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nyika

    rs p. 276 ndim. 1

    Shoko Rinonaka Nerinovava

    re chits. 24 ndim. 13-14

    Chakavanzika Chinoyera chaMwari—Mugumo Wacho Une Mbiri!

    re chits. 26

    Umambo ‘Husingazomboparadzwi’

    wt chits. 10 ndim. 6

    Kudzidza Chakavanzika Chinoyera Chokuzvipira Kwoumwari

    w90 1/15 p. 19 ndim. 15

    Ivai Vanoonga—Umambo hwaMesia hwaJehovha Hwotonga

    w90 10/15 p. 19 ndim. 17

Zvakazarurwa 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chakavanzika Chinoyera chaMwari—Mugumo Wacho Une Mbiri!

    re chits. 26 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 11:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:4; 16:5
  • +Pis 99:1; Zek 14:9; Zva 19:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chakavanzika Chinoyera chaMwari—Mugumo Wacho Une Mbiri!

    re chits. 26

    Kununurwa Pakuratidzwa kwaJesu Kristu

    w93 5/1 pp. 25-26

Zvakazarurwa 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:6
  • +Amo 3:7; VaH 1:1; Jak 5:10
  • +Ge 6:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neBhaibheri Nezvemamiriro Ekunze Uye Ramangwana Redu

    mrt nyaya 41 ndim. 9-11

    Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvekuparadzwa Kuri Kuitwa Nyika?

    mrt nyaya 55

    Nyika Ichaparadzwa Here?

    ijwbq nyaya 141

    Mugumo Wava Pedyo Here?

    w15 5/1 pp. 6-7

    Vanhu Vachaparadza Pasi Rino Zvokusagadzirisika Here?

    w14 9/1 pp. 3-6

    5. Kuparadza Nyika

    w11 5/1 p. 8

    Chakavanzika Chinoyera chaMwari—Mugumo Wacho Une Mbiri!

    re chits. 26

    Aya Mazuva Okupedzisira!

    kl chits. 11

    Uchateerera Nyevero yaMwari Here?

    w93 3/1 pp. 4-7

    Pasi Redu Raparadzanywa—Denho Dzinorovanya Nharaunda Zhinji

    g93 2/8 pp. 21-26

    Kununurwa Kwapasi Kwava Pedyo

    g93 2/8 pp. 27-29

    Apo Nyika Itsva Ichauya

    g93 11/8 p. 32

    Chikamu 5: Makambani Makuru Anobatisisa Kubata Kwawo

    g92 3/8 pp. 20-21

    Rwuri Pashure Kupfuura Zvaunofunga Here?

    w91 4/1 pp. 6-7

    Chii Chiri Kuita Munhu Kupasi?

    w90 7/1 pp. 3-4

    Kudzivirira Pasi Pakuparadzwa

    w90 7/1 pp. 5-6

    Mashoko Akanaka Azvinoda Kuti Iwe Unzwe

    br78 p. 16

    Vanhu Vanogona Kuunza Rugare Runogara Narini Nokuchengeteka Here?

    tp chits. 2

    Rugare Nokuchengeteka Mupasi Rose—Itariro Yakavimbika

    tp chits. 9 ndim. 10

Zvakazarurwa 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:1, 6; VaH 8:1, 2; 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chakavanzika Chinoyera chaMwari—Mugumo Wacho Une Mbiri!

    re chits. 26 ndim. 12-17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 11:1Eze 40:3
Zvak. 11:2Zva 21:2
Zvak. 11:2Zva 13:5
Zvak. 11:4Zek 4:3, 11
Zvak. 11:4Zek 4:12; Mt 5:14
Zvak. 11:4Zek 4:14
Zvak. 11:6Ru 4:25
Zvak. 11:61Mad 17:1; Jak 5:17
Zvak. 11:6Eks 7:19
Zvak. 11:7Zva 12:17; 13:7
Zvak. 11:9Zva 11:11
Zvak. 11:11Eze 37:5, 10
Zvak. 11:14Zva 9:12
Zvak. 11:15Zva 8:6
Zvak. 11:151Mak 29:11; Pis 22:28; Dha 4:17, 34; Zva 12:10
Zvak. 11:15Pis 2:6; Dha 7:13, 14; Ru 1:32, 33; 22:28, 29; 2Pe 1:11
Zvak. 11:15Pis 145:13; Dha 2:44
Zvak. 11:16Zva 4:10
Zvak. 11:17Zva 1:4; 16:5
Zvak. 11:17Pis 99:1; Zek 14:9; Zva 19:6
Zvak. 11:18VaH 11:6
Zvak. 11:18Amo 3:7; VaH 1:1; Jak 5:10
Zvak. 11:18Ge 6:11
Zvak. 11:191Mad 8:1, 6; VaH 8:1, 2; 9:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 11:1-19

Bhuku raZvakazarurwa

11 Ndakapiwa tsanga yakaita setsvimbo*+ uye ndakaudzwa kuti: “Simuka uyere nzvimbo tsvene yetemberi yaMwari neatari nevaya vanonamatira mairi. 2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera nekuti chakapiwa mamwe marudzi, uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi 42.+ 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri zviprofite kwemazuva 1260 zvakapfeka masaga.” 4 Zvapupu izvi ndizvo miorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye zvakamira pamberi paShe wenyika.+

5 Kana pakaita anoda kuzvikuvadza, mumiromo yazvo munobuda moto woparadza vavengi vazvo. Iwayo ndiwo maurayirwo anofanira kuitwa munhu wese anoda kuzvikuvadza. 6 Zvine simba rekuvhara denga+ kuti mvura irege kunaya+ mumazuva azvinenge zvichiprofita, uye zvine simba rekuchinja mvura kuti ive ropa,+ nerekurova nyika nematambudziko emarudzi ese pazvinenge zvangoda.

7 Pazvinenge zvapedza kupupura, chikara chinobuda mugomba rakadzikadzika chicharwa nazvo chozvikunda, chozviuraya.+ 8 Zvitunha zvazvo zvichava mumugwagwa mukuru weguta guru rinofananidzwa neSodhomu neIjipiti; muguta racho ndimowo makarovererwa Ishe wavo padanda. 9 Vaya vanobva kumarudzi nemadzinza nendimi* nenyika vachatarisa zvitunha zvazvo kwemazuva matatu nehafu,+ uye havazobvumi kuti zvitunha zvacho zvivigwe muguva. 10 Vaya vanogara panyika vachafarira kufa kwazvo uye vachapembera nemufaro, uye vachatumirana zvipo, nekuti vakarwadziswa nevaprofita vaviri ava.

11 Pashure pemazuva matatu nehafu mweya weupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ zvikasimuka zvikamira, uye vaya vakazviona vakatya zvikuru. 12 Zvakanzwa inzwi guru richibva kudenga richiti kwazviri: “Kwirai kuno.” Zvakabva zvakwira kudenga zviri mugore, uye vavengi vazvo vakazviona.* 13 Panguva iyoyo pakaitika kudengenyeka kwenyika kukuru, chikamu chimwe chete pazvikamu gumi zveguta chikawa; vanhu 7 000 vakaurayiwa nekudengenyeka kwacho, uye vamwe vese vakatya vakakudza Mwari wekudenga.

14 Dambudziko rechipiri+ rapfuura. Uye rechitatu riri kukurumidza kuuya.

15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+

16 Vakuru 24+ vakanga vakagara pazvigaro zvavo zveushe pamberi paMwari vakawira pasi nezviso zvavo vakanamata Mwari, 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+ 18 Asi marudzi akava nehasha, uye hasha dzenyu dzakauyawo, uye nguva yakasarudzwa yakasvika yekuti vakafa vatongwe uye yekupa mubayiro+ varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu, vadiki nevakuru, uye yekuti muparadze vari kuparadza nyika.”+

19 Nzvimbo tsvene yetemberi yaMwari iri kudenga yakavhurwa, uye areka yesungano yake yakaonekwa iri munzvimbo tsvene yetemberi yake.+ Uye kwaiva nemheni nemanzwi nemabhanan’ana nekudengenyeka kwenyika nechimvuramabwe chikuru.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe