RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+

  • Eksodho 33:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvino zvichazivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Ini nevanhu venyu hatina kusiyaniswa nevamwe vanhu vose vari panyika nokufamba kwenyu nesu here?”+

  • 1 Madzimambo 8:53
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 53 Nokuti ndimi makavatsaura kuti vave nhaka yenyu pamarudzi ose enyika,+ sezvamakataura muchishandisa mushumiri wenyu Mosesi+ pamaibudisa madzitateguru edu muIjipiti, haiwa Changamire Ishe Jehovha.”

  • 2 VaKorinde 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+

  • 1 Petro 2:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe