RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Tsanangudzo yekutenda (1, 2)

      • Mienzaniso yevanhu vaiva nekutenda (3-40)

        • Hazviiti kufadza Mwari pasina kutenda (6)

VaHebheru 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uchapupu hunogutsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaHebheru 11:1—“Kutenda Ndiko Kuva Nechokwadi Nezvinhu Zvatinotarisira”

    ijwbv nyaya 19

    Kutenda—Kunoita Kuti Tive Nesimba

    w19.08 p. 26

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 pp. 21-23 ndim. 2-7

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 p. 27 ndim. 6

    Kutenda

    g16 nha. 3 p. 12

    Shinga—Jehovha Anewe!

    w13 1/15 p. 7 ndim. 2

    Sumo

    ia p. 5 ndim. 5-6

    Chii Chinonzi Kutenda?

    w09 5/1 p. 3

    Kutenda

    rs p. 179

    Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa

    w05 9/1 p. 16 ndim. 13

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Une Kutenda Mumashoko Akanaka Zvechokwadi Here?

    w03 1/15 p. 10 ndim. 4

    Chikonzero Nei Zvishamiso Zvoga Zvisingavaki Kutenda

    w97 3/15 p. 6

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 13 ndim. 2

    Shandisa Kutenda Kwakavakirwa Pazvokwadi

    w91 9/15 p. 10

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 pp. 14-15

    Rugare Nokuchengeteka Mupasi Rose—Itariro Yakavimbika

    tp chits. 9 ndim. 6

VaHebheru 11:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “madzitateguru edu akapupurirwa nezvawo.”

VaHebheru 11:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mamiriro acho ezvinhu akarongwa.” Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mamiriro Ezvinhu.”

VaHebheru 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:5
  • +Ge 4:4
  • +Ge 4:8, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Akafarira” Zvipo Zvavo

    rr chits. 2

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 20 ndim. 4

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 pp. 12-15

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 2-27

    Mukoma Nomunun’una Vakava Nemafungiro Akasiyana

    w02 1/15 p. 23

    Zvibayiro Zvaifadza Mwari

    w00 8/15 pp. 13-14 ndim. 8-9

    Nei Jehovha Achifanira Kuva Nezvapupu?

    jv chits. 1

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16

VaHebheru 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:22; Jud 14
  • +Ge 5:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akafamba naMwari

    wcg chits. 1

    “Akanga Anyatsofadza Mwari”

    wp17 nha. 1 pp. 10-13

    Unoyeuka Here?

    w17.06 p. 3

    Shingiswa Nokutenda uye Nokutya Mwari

    w06 10/1 p. 19 ndim. 14

    Famba naMwari Munguva Ino Inonetsa

    w05 9/1 p. 15 ndim. 9

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 5

    Enoki Akafamba naMwari Munyika Isingadi Mwari

    w01 9/15 p. 31

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 p. 22 ndim. 11-12

    Nei Jehovha Achifanira Kuva Nezvapupu?

    jv chits. 1

    Enoki—Aisatya Pasinei Zvapo Nezvinetso Zvose

    w97 1/15 pp. 29-31

VaHebheru 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 58:11; Zef 2:3; Mt 5:12; 6:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Yeuka Kuti Jehovha Ndiye “Mwari Mupenyu”

    w24.06 pp. 22-24

    Nei Mwari Asingapinduri Mimwe Minyengetero?

    wp21 nha. 1 p. 9

    Chii Chichakubatsira Kuramba Uchidzidza Bhaibheri?

    lff chidzidzo 12

    Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha

    lff chidzidzo 23

    Ungaita Sei Kuti Uve Pedyo naMwari?

    ijwbq nyaya 174 ndim. 20-21

    Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha

    w16.09 p. 9 ndim. 5

    Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose

    w16.12 pp. 24-28

    “Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose”

    w13 11/1 p. 11

    Sumo

    ia p. 5 ndim. 8

    Tsvaka Chikomborero chaJehovha Nemwoyo Wose

    w10 9/15 p. 8 ndim. 6

    Pane Mumwe Munhu Ane Hanya Zvechokwadi Here?

    w09 6/1 p. 30

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 pp. 28-29 ndim. 10-11

    Jehovha “Anopa Mubayiro Vanomutsvaka Nemwoyo Wose”

    w05 8/1 pp. 28-29

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Jehovha, ‘Nhare Yedu Panguva Yokutambudzika’

    w04 8/15 p. 19 ndim. 9

    Uri Kutsvaka Jehovha Nomwoyo Wose Here?

    w03 8/15 pp. 25-26

    “Achaswedera Pedyo Nemi”

    w02 12/15 pp. 17-18

    Mwari Anokuitira Hanya

    w96 3/1 p. 7

    Mwari Anopa Tuso Here?

    g94 12/8 pp. 30-31

    Shandisa Kutenda Kwakavakirwa Pazvokwadi

    w91 9/15 pp. 9-12

    Minyengetero Yavanaani Inopindurwa?

    w90 1/15 p. 6

VaHebheru 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:8, 9
  • +Ge 6:13, 17
  • +Ge 6:14
  • +Ge 6:22; 2Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akapa Nyika Mhosva

    wcg chits. 2

    Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha

    w16.10 p. 27 ndim. 7

    ‘Akachengetedzwa Pamwe Chete Nevamwe Vanomwe’

    w13 8/1 pp. 13-14

    Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira

    w11 9/15 p. 18 ndim. 13

    Kutenda kwaNoa Kunopa Nyika Mhosva

    w01 11/15 p. 31

    Unoshurikidza Nyika Nokutenda Kwako Here?

    w89 10/1 pp. 11-15 ndim. 5-21

    Iwe Unoyeuka Here?

    w89 12/15 p. 30

    Vapukunyuki Vanofanira Kuva “Vasati Vari Rutivi Rwenyika”

    tp chits. 11 ndim. 5

VaHebheru 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:9, 11
  • +Ge 12:1, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 3-4

VaHebheru 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:4
  • +Ge 12:8
  • +Ge 17:6; 26:3; 28:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 3-5 ndim. 5-11

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16 ndim. 18

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20

VaHebheru 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kumirira “Guta Rine Faundesheni Chaiyo” Here?

    w20.08 pp. 2-5 ndim. 2-11

    Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”

    w16.02 p. 12 ndim. 16

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 21 ndim. 9

    Jehovha—Nzvimbo Yedu Yokugara

    w13 3/15 p. 22 ndim. 14

    “Baba Vevaya Vose Vanotenda”

    ia chits. 3 ndim. 20-21

    Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari

    w09 8/15 p. 4 ndim. 7

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 3

    Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe

    w05 5/1 p. 11 ndim. 14

    Abrahamu—Muenzaniso Wokutenda

    w01 8/15 p. 18 ndim. 14

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 19 ndim. 35

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 58—VaHebheru

    si p. 247 ndim. 26

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 16 ndim. 18

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20 ndim. 11

VaHebheru 11:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pamuviri pembeu; pemwana.”

  • *

    Kana kuti “akavimbika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:17; 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 p. 21 ndim. 10

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 19

VaHebheru 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:19
  • +Ge 21:5
  • +Ge 22:17; 1Mad 4:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 19

VaHebheru 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 47:9
  • +Joh 8:56

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 22 ndim. 5-6

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 20-21

    “Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa

    w11 11/15 pp. 16-17

    Abrahamu—Muenzaniso Wokutenda

    w01 8/15 p. 19 ndim. 18

    Musarega Kuita Zvakanaka Kwazvo

    w01 8/15 pp. 28-29

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 20

VaHebheru 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Gadzirira Matambudziko Anogona Kuzouya Wabhabhatidzwa

    w26.02 p. 22 ndim. 8

    Mwari Akamuti “Mwanasikana Wamambo”

    wp17 nha. 5 pp. 12-13

    Abrahama—Muenzaniso Wavose Vanotsvaka Ushamwari hwaMwari

    w89 7/1 p. 20 ndim. 11-12

VaHebheru 11:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:6, 15
  • +VaH 11:10; 12:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona”

    w98 1/15 p. 11 ndim. 12

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 19 ndim. 35

    Gamuchira Zvipikirwa zvaMwari Kupfurikidza Nokushandisa Kutenda

    w93 7/15 p. 17 ndim. 20

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 12 ndim. 10

VaHebheru 11:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:1, 2
  • +Ge 22:9, 10; Joh 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

    Tinofanira Kuvimba naJehovha

    w98 8/15 pp. 11-12

VaHebheru 11:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mbeu yako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

VaHebheru 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinoziva Kuti Achamuka”

    w17.12 p. 6 ndim. 14

    Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”

    w16.02 p. 11 ndim. 13

    Upenyu Husingaperi Pasi Pano—Tariro Inobva Kuna Mwari

    w09 8/15 p. 4 ndim. 5

    Kutenda

    w97 2/15 pp. 30-31

VaHebheru 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:27-29
  • +Ge 27:38-40

VaHebheru 11:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 47:29
  • +Ge 48:15, 16, 20
  • +Ge 47:31

VaHebheru 11:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akataura nezvekuvigwa kwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:24, 25; Eks 13:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakwegura Chikomborero Kuvaduku

    w07 6/1 p. 28

VaHebheru 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:2
  • +Mab 7:20
  • +Eks 1:16, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutenda Kwevabereki Kunotuswa

    w97 5/1 pp. 30-31

VaHebheru 11:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:11
  • +Eks 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 3-4 ndim. 1-6

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

VaHebheru 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 3-4 ndim. 1-5

    Famba Nokutenda, Kwete Nokuona!

    w05 9/15 pp. 16-17 ndim. 3-5

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

VaHebheru 11:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Pinda Muna Farao”

    wcg chits. 11

    ‘Vakaona’ Zvipikirwa

    w15 5/15 pp. 21-22

    Tevedzera Kutenda kwaMosesi

    w14 4/15 pp. 5-7 ndim. 9-17

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 p. 28 ndim. 15

    Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti

    w02 6/15 p. 11

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w92 11/15 p. 30

VaHebheru 11:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:51
  • +Eks 10:28
  • +1Ti 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 8-10

    Pane Akamboona Mwari Here?

    ijwbq nyaya 83 ndim. 9

    Vakristu Vanoratidza Kubwinya kwaJehovha

    w05 8/15 pp. 22-23

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 pp. 18-23

    Ngativei Vaya Vane Kutenda

    w99 12/15 p. 21 ndim. 10

    Zvapupu Zvinorwisana Navamwari Venhema

    w95 9/1 p. 9

    Famba Noushingi Munzira dzaJehovha

    w93 11/15 p. 14 ndim. 12

VaHebheru 11:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “kugunzva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:21-23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 8-12

VaHebheru 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:22
  • +Eks 14:27, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?

    w14 4/15 pp. 11-12

VaHebheru 11:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:15, 20

VaHebheru 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akanzi “Akarurama Nemabasa”

    w13 11/1 p. 13

VaHebheru 11:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 6:11
  • +Vat 4:6
  • +Vat 13:24
  • +Vat 11:1
  • +1Sa 16:13
  • +1Sa 3:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Akatsungirira Pasinei Nezvinhu Zvaiodza Mwoyo

    ia chits. 8 ndim. 12-13

    Akaodzwa Mwoyo Asi Haana Kukanda Mapfumo Pasi

    w11 1/1 pp. 25-26

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 7—Vatongi

    si p. 50 ndim. 27

VaHebheru 11:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 7:12, 22
  • +2Sa 7:8, 12
  • +Vat 14:5, 6; 1Sa 17:34-36; Dha 6:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 10

    Akatsungirira Pasinei Nezvinhu Zvaiodza Mwoyo

    ia chits. 8 ndim. 12-13

    Akaodzwa Mwoyo Asi Haana Kukanda Mapfumo Pasi

    w11 1/1 pp. 25-26

VaHebheru 11:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 3:23-25
  • +2Mad 6:15, 16
  • +Vat 16:28; 1Mad 18:46
  • +Vat 11:32
  • +Vat 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Vakashayisa Moto Simba”

    wcg chits. 38

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 10

    Kutenda Kwavo Kwakabuda Muchoto

    dp chits. 5 ndim. 25

VaHebheru 11:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 17:22-24; 2Mad 4:32, 34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndine Tariro Kuna Mwari”

    w17.12 p. 12 ndim. 19

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 pp. 23-24 ndim. 10-12

    Rumuko—Tarisiro Yakanaka Kwazvo

    w05 5/1 pp. 5-6

    Ndivanaani Vachamutswa?

    w05 5/1 p. 17 ndim. 19-20

    Kuchava Norumuko Rwavakarurama

    w95 2/15 p. 10 ndim. 11

    Vimba naJehovha Kuti Azadzike Donzo Rake

    w94 3/15 p. 19 ndim. 16

VaHebheru 11:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:2
  • +Jer 37:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 11

VaHebheru 11:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 24:20, 21
  • +1Mad 19:1
  • +2Mad 1:8
  • +1Mad 19:2
  • +1Mad 22:24; Jer 38:6

VaHebheru 11:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:4; 19:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simbisa Kutenda Kwako Mune Zvaunotarisira

    w16.10 p. 23 ndim. 11

    Renje raJudha—Risina Chinhu Asi Rinofadza

    w89 11/1 p. 16

VaHebheru 11:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 2:3; 3:1; 7:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuberekwazve

    rs p. 106 ndim. 3

    ‘Mweya Yakaurawa’ Inotuswa

    re chits. 17 ndim. 11

    Wakagamuchira “Mudzimu Wechokwadi” Here?

    w02 2/1 pp. 21-23

    Unoyeuka Here?

    w02 4/15 p. 30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 11:1VaH 11:13
VaH. 11:4Ge 4:5
VaH. 11:4Ge 4:4
VaH. 11:4Ge 4:8, 10
VaH. 11:5Ge 5:22; Jud 14
VaH. 11:5Ge 5:24
VaH. 11:6Pis 58:11; Zef 2:3; Mt 5:12; 6:33
VaH. 11:7Ge 6:8, 9
VaH. 11:7Ge 6:13, 17
VaH. 11:7Ge 6:14
VaH. 11:7Ge 6:22; 2Pe 2:5
VaH. 11:8VaR 4:9, 11
VaH. 11:8Ge 12:1, 4
VaH. 11:9Ge 23:4
VaH. 11:9Ge 12:8
VaH. 11:9Ge 17:6; 26:3; 28:13
VaH. 11:10VaH 11:16
VaH. 11:11Ge 17:17; 21:2
VaH. 11:12VaR 4:19
VaH. 11:12Ge 21:5
VaH. 11:12Ge 22:17; 1Mad 4:20
VaH. 11:13Ge 47:9
VaH. 11:13Joh 8:56
VaH. 11:15Ge 11:31
VaH. 11:16Eks 3:6, 15
VaH. 11:16VaH 11:10; 12:22
VaH. 11:17Ge 22:1, 2
VaH. 11:17Ge 22:9, 10; Joh 3:16
VaH. 11:18Ge 21:12
VaH. 11:191VaK 10:11
VaH. 11:20Ge 27:27-29
VaH. 11:20Ge 27:38-40
VaH. 11:21Ge 47:29
VaH. 11:21Ge 48:15, 16, 20
VaH. 11:21Ge 47:31
VaH. 11:22Ge 50:24, 25; Eks 13:19
VaH. 11:23Eks 2:2
VaH. 11:23Mab 7:20
VaH. 11:23Eks 1:16, 22
VaH. 11:24Eks 2:11
VaH. 11:24Eks 2:10
VaH. 11:27Eks 12:51
VaH. 11:27Eks 10:28
VaH. 11:271Ti 1:17
VaH. 11:28Eks 12:21-23
VaH. 11:29Eks 14:22
VaH. 11:29Eks 14:27, 28
VaH. 11:30Jos 6:15, 20
VaH. 11:31Jos 6:17
VaH. 11:32Vat 6:11
VaH. 11:32Vat 4:6
VaH. 11:32Vat 13:24
VaH. 11:32Vat 11:1
VaH. 11:321Sa 16:13
VaH. 11:321Sa 3:20
VaH. 11:33Vat 7:12, 22
VaH. 11:332Sa 7:8, 12
VaH. 11:33Vat 14:5, 6; 1Sa 17:34-36; Dha 6:21, 22
VaH. 11:34Dha 3:23-25
VaH. 11:342Mad 6:15, 16
VaH. 11:34Vat 16:28; 1Mad 18:46
VaH. 11:34Vat 11:32
VaH. 11:34Vat 4:16
VaH. 11:351Mad 17:22-24; 2Mad 4:32, 34
VaH. 11:36Jer 20:2
VaH. 11:36Jer 37:15
VaH. 11:372Mak 24:20, 21
VaH. 11:371Mad 19:1
VaH. 11:372Mad 1:8
VaH. 11:371Mad 19:2
VaH. 11:371Mad 22:24; Jer 38:6
VaH. 11:381Mad 18:4; 19:9
VaH. 11:40VaH 2:3; 3:1; 7:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 11:1-40

Tsamba kuvaHebheru

11 Kutenda kuva nechivimbo chekuti zvinhu zvinenge zvichitarisirwa zvichatoti zviitike,+ kuratidzwa kweuchapupu* hwezvinhu zvisiri kuoneka. 2 Nekuti nekutenda ikoko vanhu vekare vakapupurirwa nezvavo.*

3 Nekutenda tinonzwisisa kuti nyika yakarongwa* neshoko raMwari, zvekuti zvinhu zvinooneka zvakavapo zvichibva pazvinhu zvisingaoneki.

4 Nekutenda, Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ uye nekutenda ikoko akapupurirwa kuti akanga akarurama, nekuti Mwari akafarira zvipo zvake,+ uye nekutenda kwake, achiri kutaura,+ kunyange zvazvo akafa.

5 Nekutenda, Inoki+ akatamiswa kuti asaona rufu, uye haana kuzomboonekwa nekuti Mwari akanga amutamisa;+ nekuti asati atamiswa akapupurirwa kuti akanga anyatsofadza Mwari. 6 Uyewo, pasina kutenda hazviiti kunyatsofadza Mwari, nekuti munhu wese anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa mubayiro vaya vanomutsvaga nemwoyo wese.+

7 Nekutenda, Noa+ paakayambirwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nekutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yekururama kunobva pakutenda.

8 Nekutenda, Abrahamu+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; akabuda, kunyange zvazvo akanga asingazivi kwaakanga achienda.+ 9 Nekutenda, akagara semutorwa munyika yaakanga avimbiswa, achiita seasiri munyika yake,+ achigara mumatende+ pamwe chete naIsaka naJakobho, avo vaizogarawo nhaka iyoyo yaakavimbiswa.+ 10 Nekuti akanga achimirira guta rine faundesheni chaiyo, rakavambwa uye rakavakwa naMwari.+

11 Nekutenda, Sara akagamuchira simba rekubata pamuviri,* kunyange paakanga apfuura zera racho,+ sezvo aiziva kuti uya akanga amuvimbisa akanga akatendeka.* 12 Saka munhu mumwe chete aiita seafa+ akabereka vana+ vakawanda senyeredzi dzekudenga uye vasingaverengeki sejecha repamahombekombe egungwa.+

13 Vese ivava vakafa vachitenda, kunyange zvazvo vasina kugamuchira zvakanga zvavimbiswa;+ asi vakazviona zvichiri kure,+ vakazvitambira nemufaro, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaenzi nevagari vari kupfuura munyika yacho. 14 Nekuti vaya vanotaura saizvozvo vanoita kuti zvioneke kuti vari kutsvaga nemwoyo wese nzvimbo yavo pachavo yekugara. 15 Asi kudai vakaramba vachifunga kwavakanga vabva,+ vangadai vakava nemukana wekudzokera. 16 Asi iye zvino vari kuvavarira kuwana nzvimbo iri nani, yakabatana nekudenga. Saka Mwari haanyari navo, kuti anzi Mwari wavo,+ nekuti akavagadzirira guta.+

17 Nekutenda, Abrahamu paakaedzwa,+ akaita seakatobayira Isaka. Murume akanga agamuchira nemufaro vimbiso akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ 18 kunyange zvazvo akanga audzwa kuti: “Achanzi mwana wako* achauya nekuna Isaka.”+ 19 Asi akaziva kuti Mwari aikwanisa kumumutsa kunyange kuvakafa, uye akatomugamuchira kubva ikoko nenzira yekufananidzira.+

20 Nekutenda, Isaka akakomborera Jakobho+ naIsau+ pamusoro pezvinhu zvaizouya.

21 Nekutenda, Jakobho paakanga ava kuda kufa,+ akakomborera mumwe nemumwe wevanakomana vaJosefa+ uye akanamata akazvitsigira nemudonzvo wake.+

22 Nekutenda, Josefa paakanga ava kuda kufa, akataura nezvekubuda kwevanakomana vaIsraeri, uye akataura zvavaizofanira kuita nemapfupa ake.*+

23 Nekutenda, Mozisi akavanzwa nevabereki vake kwemwedzi mitatu achangoberekwa,+ nekuti vakaona kuti mwana wacho akanga akanaka+ uye havana kutya murayiro wamambo.+ 24 Nekutenda, Mozisi paakanga akura,+ akaramba kunzi mwanakomana wemwanasikana waFarao,+ 25 achisarudza kubatwa zvakaipa pamwe chete nevanhu vaMwari panzvimbo pekufadzwa nechivi kwenguva diki, 26 nekuti akaona kuti kuzvidzwa kwake saKristu kwaiva pfuma huru pane pfuma yeIjipiti, nekuti akaramba achimirira nemwoyo wese kugamuchira mubayiro. 27 Nekutenda, akabva kuIjipiti,+ asingatyi kutsamwa kwamambo,+ nekuti akaramba aine chivimbo seaiona uya asingaoneki.+ 28 Nekutenda, akachengeta Paseka uye akasasa ropa, kuti muparadzi arege kuuraya* matangwe avo.+

29 Nekutenda, vakapfuura nemuGungwa Dzvuku sevari kufamba panyika,+ asi vaIjipiti pavakazviedza, vakamedzwa.+

30 Nekutenda, masvingo eJeriko akakoromoka pashure pekunge vanhu vaatenderera kwemazuva manomwe.+ 31 Nekutenda, Rakabhi, pfambi, haana kuparara pamwe chete nevaya vakaita zvinhu zvekusateerera, nekuti akagamuchira vasori nerugare.+

32 Ndingaramba ndichitiiko? Nekuti nguva ichandiperera kana ndikatanga kutaura nezvaGidhiyoni,+ Bheraki,+ Samsoni,+ Jefta,+ Dhavhidhi,+ uyewo Samueri+ nevamwe vaprofita. 33 Nekutenda, vakakunda madzimambo,+ vakaita kuti pave nekururama, vakawana vimbiso,+ vakavhara miromo yeshumba,+ 34 vakashayisa moto simba,+ vakapukunyuka bakatwa,+ vakanga vasina simba vakapiwa simba,+ vakava nesimba guru muhondo,+ vakarakasha mauto aiuya kuzovarwisa.+ 35 Vakadzi vakagamuchira vakafa vavo vamutswa,+ asi vamwe varume vakatambudzwa nekuti vakaramba kusunungurwa nerumwe rudzikinuro, kuti vawane rumuko ruri nani. 36 Vamwe vaiva nemiedzo yekusekwa uye kurohwa zvakasimba, vachitosungwa necheni+ nekuiswa mumajeri.+ 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa, vakachekwa nepakati, vakaurayiwa nebakatwa,+ vakafamba vakapfeka matehwe emakwai, vakapfeka matehwe embudzi,+ vachishayiwa, vachitambudzika,+ vachibatwa zvisina kunaka;+ 38 uye nyika yakanga isina kuvakodzera. Vakadzungaira mumagwenga, mumakomo, mumapako+ nemuninga dzepanyika.

39 Asi vese ivava, kunyange vakapupurirwa zvakanaka nekutenda kwavaiva nako, havana kuwana zvakavimbiswa, 40 nekuti Mwari akanga agara aona zvinhu zvakanaka zvaaizotiitira,+ kuti varege kuitwa vakakwana isu tisipo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe